RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Pakutanga+ Mwari+ akasika+ matenga nenyika.+

  • 2 Madzimambo 19:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Hezekiya akatanga kunyengetera+ ari pamberi paJehovha, akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ agere pamusoro pemakerubhi,+ imi moga ndimi Mwari wechokwadi paumambo+ hwose hwenyika.+ Ndimi makaita matenga+ nenyika.+

  • Pisarema 146:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Iye muiti wedenga nenyika,+

      Wegungwa, newezvose zviri mazviri,+

      Iye anoramba aine chokwadi nokusingagumi,+

  • Jeremiya 10:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Iye ndiye Muiti wenyika nesimba rake,+ Iye ari kusimbisa kwazvo nyika inobereka nouchenjeri hwake,+ Iye akatatamura matenga nokunzwisisa kwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe