Isaya 40:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mhizha yagadzira mufananidzowo zvawo nesimbi yakanyungudutswa,+ mupfuri wesimbi anoufukidza nendarama,+ uye anogadzira cheni dzesirivha.+ Isaya 41:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo mhizha yakasimbisa mupfuri wesimbi;+ munhu anokwenenzvera nenyundo akasimbisa anopfura pachipfuriro, achiti pamusoro pokunamatidza: “Zvakanaka.” Mumwe akazoubatanidza nezvipikiri kuti urege kuzununguswa.+ Hosiya 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti chinhu ichi chakabva kuna Israeri.+ Chakagadzirwa nemhizhawo zvayo,+ uye hachisi Mwari; nokuti mhuru yokuSamariya ichatsemurwa-tsemurwa.+ Mabasa 17:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+
19 Mhizha yagadzira mufananidzowo zvawo nesimbi yakanyungudutswa,+ mupfuri wesimbi anoufukidza nendarama,+ uye anogadzira cheni dzesirivha.+
7 Naizvozvo mhizha yakasimbisa mupfuri wesimbi;+ munhu anokwenenzvera nenyundo akasimbisa anopfura pachipfuriro, achiti pamusoro pokunamatidza: “Zvakanaka.” Mumwe akazoubatanidza nezvipikiri kuti urege kuzununguswa.+
6 Nokuti chinhu ichi chakabva kuna Israeri.+ Chakagadzirwa nemhizhawo zvayo,+ uye hachisi Mwari; nokuti mhuru yokuSamariya ichatsemurwa-tsemurwa.+
29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+