2 Madzimambo 19:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Isaya mwanakomana waAmozi akatumira shoko kuna Hezekiya, achiti: “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri,+ ‘Ndanzwa kunyengetera+ kwawaita kwandiri pamusoro paSaniheribhi mambo weAsiriya.+ Zvirevo 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Jehovha ari kure nevakaipa,+ asi anonzwa minyengetero yevakarurama.+ 1 Johani 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+
20 Zvino Isaya mwanakomana waAmozi akatumira shoko kuna Hezekiya, achiti: “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri,+ ‘Ndanzwa kunyengetera+ kwawaita kwandiri pamusoro paSaniheribhi mambo weAsiriya.+
14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+