Pisarema 58:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Hari dzenyu dzisati dzanzwa moto wakabatidzwa worukato,+Runyoro pamwe chete norunopfuta, iye achazvitakura sezvinoita dutu.+ Zvirevo 1:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 pachasvika zvamunotya sezvinoita dutu, panosvika njodzi yenyu pano sezvinoita dutu,+ pamunosvikirwa nokutambudzika nenguva dzakaoma.+ Isaya 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mapoka emarudzi+ achaita ruzha sokutinhira kwemvura yakawanda. Iye achaatuka,+ achatizira kure, adzingwe sehundi yemakomo pamberi pemhepo uye sechamupupuri chine rukato chiri kupeperetswa nedutu.+
9 Hari dzenyu dzisati dzanzwa moto wakabatidzwa worukato,+Runyoro pamwe chete norunopfuta, iye achazvitakura sezvinoita dutu.+
27 pachasvika zvamunotya sezvinoita dutu, panosvika njodzi yenyu pano sezvinoita dutu,+ pamunosvikirwa nokutambudzika nenguva dzakaoma.+
13 Mapoka emarudzi+ achaita ruzha sokutinhira kwemvura yakawanda. Iye achaatuka,+ achatizira kure, adzingwe sehundi yemakomo pamberi pemhepo uye sechamupupuri chine rukato chiri kupeperetswa nedutu.+