35 Panguva iyoyo simbi yacho, ivhu rakaumbwa, mhangura, sirivha nendarama, zvose pamwe chete, zvakakuyiwa zvikava sehundi yepaburiro rezhizha,+ mhepo ikazvitakura zvokuti hazvina kuzombowanikazve.+ Asi dombo rakarova chifananidzo chacho, rakava gomo guru, rikazadza nyika yose.+