Genesisi 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+ Genesisi 35:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Marudzi neungano yemarudzi zvichabva mauri, uye madzimambo achabva muchiuno mako.+ Pisarema 105:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Haiwa imi vana vomushumiri wake Abrahamu,+Imi vanakomana vaJakobho, vaakasarudza.+ VaRoma 11:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saka toti kudini? Israeri haana kuwana chinhu chaicho chaari kutsvaka nomwoyo wose,+ asi vaya vakasarudzwa+ vakachiwana. Vamwe vose vakagomara pfungwa dzavo;+
7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+
11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Marudzi neungano yemarudzi zvichabva mauri, uye madzimambo achabva muchiuno mako.+
7 Saka toti kudini? Israeri haana kuwana chinhu chaicho chaari kutsvaka nomwoyo wose,+ asi vaya vakasarudzwa+ vakachiwana. Vamwe vose vakagomara pfungwa dzavo;+