Genesisi 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+ Eksodho 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+ 2 VaKorinde 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “‘Ndichava baba venyu,+ uye imi muchava vanakomana nevanasikana vangu,’+ anodaro Jehovha Wemasimbaose.”+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+
18 “‘Ndichava baba venyu,+ uye imi muchava vanakomana nevanasikana vangu,’+ anodaro Jehovha Wemasimbaose.”+
3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+