Jeremiya 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+ Mabasa 19:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Uyewo, munoona nokunzwa kuti Pauro uyu akanyengetedza sei boka guru revanhu, akaita kuti vave nedzimwe pfungwa, kwete muEfeso+ chete asi munenge mumaruwa ose eEzhiya, achiti vaya vakagadzirwa nemaoko+ havasi vanamwari.
5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+
26 Uyewo, munoona nokunzwa kuti Pauro uyu akanyengetedza sei boka guru revanhu, akaita kuti vave nedzimwe pfungwa, kwete muEfeso+ chete asi munenge mumaruwa ose eEzhiya, achiti vaya vakagadzirwa nemaoko+ havasi vanamwari.