Jeremiya 17:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose uye wakaipa kwazvo.+ Ndiani angauziva? VaRoma 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+ Jakobho 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi mumwe nomumwe anoedzwa nokutorwa mwoyo onyengerwa nokuchiva kwake.+
28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+