1 Madzimambo 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Uzodze Jehu+ muzukuru waNimshi+ kuti ave mambo waIsraeri; uye uzodze Erisha+ mwanakomana waShafati wokuAbheri-mehora+ kuti ave muprofita panzvimbo pako.+ Isaya 44:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+
16 Uzodze Jehu+ muzukuru waNimshi+ kuti ave mambo waIsraeri; uye uzodze Erisha+ mwanakomana waShafati wokuAbheri-mehora+ kuti ave muprofita panzvimbo pako.+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+