2 VaKorinde 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+ Zvakazarurwa 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.
17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+
4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.