Pisarema 119:105 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 105 Shoko renyu irambi retsoka dzangu,+Nechiedza panzira yangu.+ Zvirevo 6:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti murayiro irambi,+ mutemo chiedza,+ uye kutsiura kwokuranga inzira youpenyu,+ Mateu 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Tarirai! Mushandi wangu+ wandakasarudza, anodiwa wangu,+ akafarirwa nomweya wangu! Ndichaisa mudzimu wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kururamisira chii.
18 “Tarirai! Mushandi wangu+ wandakasarudza, anodiwa wangu,+ akafarirwa nomweya wangu! Ndichaisa mudzimu wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kururamisira chii.