1 Samueri 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Anorinda tsoka dzevakavimbika vake;+Asi vakaipa vanoitwa kuti vanyarare murima,+Nokuti munhu haakundi nesimba.+ Pisarema 43:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+Izvi ngazvinditungamirire.+Ngazvindiendese kugomo renyu dzvene nokutebhenekeri yenyu huru.+ Zvirevo 6:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti murayiro irambi,+ mutemo chiedza,+ uye kutsiura kwokuranga inzira youpenyu,+ Isaya 51:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+ VaRoma 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti zvinhu zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa+ kuti tirayiridzwe,+ kuti nokutsungirira+ kwedu uye nokunyaradza+ kunobva muMagwaro, tive netariro.+ 2 Timoti 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari+ uye runobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura,+ pakururamisa zvinhu,+ pakuranga+ nokururama, 2 Petro 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo tine shoko rouprofita+ rakaitwa kuti rive rechokwadi kwazvo;+ uye muri kuita zvakanaka kuriteerera serambi+ rinopenya munzvimbo ine rima, imo mumwoyo menyu, kusvikira ava mambakwedza uye nyamasase+ ichibuda.
9 Anorinda tsoka dzevakavimbika vake;+Asi vakaipa vanoitwa kuti vanyarare murima,+Nokuti munhu haakundi nesimba.+
3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+Izvi ngazvinditungamirire.+Ngazvindiendese kugomo renyu dzvene nokutebhenekeri yenyu huru.+
4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+
4 Nokuti zvinhu zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa+ kuti tirayiridzwe,+ kuti nokutsungirira+ kwedu uye nokunyaradza+ kunobva muMagwaro, tive netariro.+
16 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari+ uye runobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura,+ pakururamisa zvinhu,+ pakuranga+ nokururama,
19 Naizvozvo tine shoko rouprofita+ rakaitwa kuti rive rechokwadi kwazvo;+ uye muri kuita zvakanaka kuriteerera serambi+ rinopenya munzvimbo ine rima, imo mumwoyo menyu, kusvikira ava mambakwedza uye nyamasase+ ichibuda.