RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Mwari ngaakudzwe kumusorosoro,+ uye panyika rugare+ ngaruve pavanhu vaanotendera.”+

  • Mabasa 8:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvisinei, vaya vakanga vapararira vakapfuura nomunyika iyoyo vachizivisa mashoko akanaka eshoko racho.+

  • Mabasa 10:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Akatumira shoko+ kuvanakomana vaIsraeri kuti avazivise mashoko akanaka orugare+ pachishandiswa Jesu Kristu: Uyu ndiye Ishe wevamwe vose.+

  • VaGaratiya 3:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+

  • VaEfeso 2:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Akauya akazivisa mashoko akanaka orugare+ kwamuri, imi maiva kure, uye rugare kune vaya vaiva pedyo,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe