Pisarema 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti kutsamwirwa naye ndokwenguva pfupi,+Kufarirwa naye ndekwoupenyu hwose.+Kusvimha misodzi kungavapo manheru,+ asi mangwanani kunova nokushevedzera kwokufara.+ Isaya 61:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti ndizivise gore rokufarirwa naJehovha+ nezuva rokutsiva kwaMwari wedu;+ kuti ndinyaradze vose vanochema;+ Ruka 19:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 vachiti: “Akakomborerwa Iye anouya saMambo muzita raJehovha!+ Kudenga ngakuve norugare, uye kubwinya kunzvimbo dzokumusorosoro!”+
5 Nokuti kutsamwirwa naye ndokwenguva pfupi,+Kufarirwa naye ndekwoupenyu hwose.+Kusvimha misodzi kungavapo manheru,+ asi mangwanani kunova nokushevedzera kwokufara.+
2 kuti ndizivise gore rokufarirwa naJehovha+ nezuva rokutsiva kwaMwari wedu;+ kuti ndinyaradze vose vanochema;+
38 vachiti: “Akakomborerwa Iye anouya saMambo muzita raJehovha!+ Kudenga ngakuve norugare, uye kubwinya kunzvimbo dzokumusorosoro!”+