2 VaKorinde 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+ VaKorose 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.
19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+
20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.