Jobho 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Munhuwo zvake haazivi mutengo wahwo,+Hahuwaniki munyika yevapenyu. Pisarema 116:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndichafamba+ pamberi paJehovha munyika dzevapenyu.+ Muparidzi 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa;+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ havasisina kana mubayiro, nokuti zvose zvingayeukwa nezvavo zvakanganwika.+ Isaya 38:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndakati: “Handichazooni Jah, iye Jah, munyika yevapenyu.+Handichazotaririzve vanhu—pamwe chete nevagari venyika inoguma.
5 Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa;+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ havasisina kana mubayiro, nokuti zvose zvingayeukwa nezvavo zvakanganwika.+
11 Ndakati: “Handichazooni Jah, iye Jah, munyika yevapenyu.+Handichazotaririzve vanhu—pamwe chete nevagari venyika inoguma.