RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 25:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Achaita kuti vanyoro vafambe mune zvaakatonga,+

      Uye achadzidzisa vanyoro nzira yake.+

  • Jeremiya 31:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 “Mumwe nomumwe haazodzidzisizve shamwari yake uye mumwe nomumwe hama yake,+ achiti, ‘Zivai Jehovha!’+ nokuti vose vachandiziva, kubvira kumuduku wavo kunyange kusvikira kumukuru wavo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Nokuti ndichakanganwira kukanganisa kwavo, uye handizoyeukizve chivi chavo.”+

  • Johani 6:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 Mune Zvakanyorwa nevaprofita makanzi, ‘Vose vachadzidziswa naJehovha.’+ Munhu wose anenge anzwa kuna Baba akadzidza anouya kwandiri.+

  • VaHebheru 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “‘Nokuti iyi ndiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri pashure pemazuva iwayo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Ndichaisa mitemo yangu mupfungwa dzavo, uye ndichainyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo,+ uye ivo vachava vanhu vangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe