VaRoma 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 uye vari kunzi vakarurama pachishandiswa mutsa wake usina kukodzera kuwanwa+ nokusunungurwa norudzikinuro+ rwakabhadharwa naKristu Jesu, sechipowo zvacho chepachena.+ 1 VaKorinde 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Saka, mubayiro wangu chii? Kuti pandinenge ndichizivisa mashoko akanaka ndigovere mashoko akanaka pasina mutengo,+ kuti ndirege kushandisa kodzero yangu ine chokuita nemashoko akanaka zvisina kukodzera. Zvakazarurwa 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+
24 uye vari kunzi vakarurama pachishandiswa mutsa wake usina kukodzera kuwanwa+ nokusunungurwa norudzikinuro+ rwakabhadharwa naKristu Jesu, sechipowo zvacho chepachena.+
18 Saka, mubayiro wangu chii? Kuti pandinenge ndichizivisa mashoko akanaka ndigovere mashoko akanaka pasina mutengo,+ kuti ndirege kushandisa kodzero yangu ine chokuita nemashoko akanaka zvisina kukodzera.
17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+