Isaya 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Pamunotambanudza zvanza zvenyu,+ ndinokuvanzirai maziso angu.+ Kunyange mukaita minyengetero mizhinji,+ handizoteereri;+ maoko enyu azere neropa.+ Jeremiya 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Uyewo, kumupendero wenguo yako kwakawanikwa mavara eropa remweya+ yevarombo vasina mhosva.+ Handina kuvawana vachipaza, asi iwo ari pamipendero iyi yose.+ Ezekieri 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “‘Gadzirai cheni,+ nokuti nyika yazara nemhosva dzine chokuita nokuteurwa kweropa+ uye guta razara nechisimba.+ Mabasa 7:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+
15 Pamunotambanudza zvanza zvenyu,+ ndinokuvanzirai maziso angu.+ Kunyange mukaita minyengetero mizhinji,+ handizoteereri;+ maoko enyu azere neropa.+
34 Uyewo, kumupendero wenguo yako kwakawanikwa mavara eropa remweya+ yevarombo vasina mhosva.+ Handina kuvawana vachipaza, asi iwo ari pamipendero iyi yose.+
23 “‘Gadzirai cheni,+ nokuti nyika yazara nemhosva dzine chokuita nokuteurwa kweropa+ uye guta razara nechisimba.+
52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+