Isaya 59:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti zvanza zvenyu zvakasvibiswa neropa,+ uye zvigunwe zvenyu nokukanganisa. Miromo yenyu yakataura nhema.+ Rurimi rwenyu rwakaramba ruchigunun’una zvisina kururama.+ Jeremiya 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Mungaba+ nokuponda+ nokuita upombwe+ nokupika zvenhema+ nokukwidzira Bhaari utsi hwezvibayiro+ nokutevera vamwe vanamwari vamakanga musingazivi,+ Mika 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Imi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa,+ munobvisa vanhu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo;+
3 Nokuti zvanza zvenyu zvakasvibiswa neropa,+ uye zvigunwe zvenyu nokukanganisa. Miromo yenyu yakataura nhema.+ Rurimi rwenyu rwakaramba ruchigunun’una zvisina kururama.+
9 Mungaba+ nokuponda+ nokuita upombwe+ nokupika zvenhema+ nokukwidzira Bhaari utsi hwezvibayiro+ nokutevera vamwe vanamwari vamakanga musingazivi,+
2 Imi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa,+ munobvisa vanhu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo;+