Isaya 35:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chokwadi richatumbuka,+ richafara nomufaro uye nokushevedzera kwokufara.+ Richapiwa kunaka kweRebhanoni,+ iko kubwinya kweKameri+ nokweSharoni.+ Pachava nevaya vachaona kukudzwa kwaJehovha,+ iko kubwinya kwaMwari wedu.+ Isaya 41:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndichasima musidhari, mubayamhondoro nomukute nomuti wemafuta murenje.+ Ndichaisa mujunipa, mupfuri nomusaipresi panguva imwe chete mubani rerenje;+ Isaya 55:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Panzvimbo pedenhere reminzwa pachamera mujunipa.+ Panzvimbo porukato runobaya pachamera mukute.+ Zvichava chinhu chakakurumbira kuna Jehovha,+ chiratidzo chisingazoparadzwi nokusingagumi.”+
2 Chokwadi richatumbuka,+ richafara nomufaro uye nokushevedzera kwokufara.+ Richapiwa kunaka kweRebhanoni,+ iko kubwinya kweKameri+ nokweSharoni.+ Pachava nevaya vachaona kukudzwa kwaJehovha,+ iko kubwinya kwaMwari wedu.+
19 Ndichasima musidhari, mubayamhondoro nomukute nomuti wemafuta murenje.+ Ndichaisa mujunipa, mupfuri nomusaipresi panguva imwe chete mubani rerenje;+
13 Panzvimbo pedenhere reminzwa pachamera mujunipa.+ Panzvimbo porukato runobaya pachamera mukute.+ Zvichava chinhu chakakurumbira kuna Jehovha,+ chiratidzo chisingazoparadzwi nokusingagumi.”+