RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 102:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Kuti anzwe kugomera kwomusungwa,+

      Kuti asunungure vaya vakatemerwa kufa;+

  • Jeremiya 34:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino shoko rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha pashure pokunge Mambo Zedhekiya aita sungano nevanhu vose vaiva muJerusarema kuti avazivise kusunungurwa,+

  • VaRoma 8:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 yokuti zvisikwa+ zvichasunungurwawo+ muuranda hwokuora zvova norusununguko runobwinya rwevana vaMwari.

  • VaGaratiya 4:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Zvino Hagari uyu anomirira Sinai,+ gomo riri muArabhiya, uye akafanana neJerusarema ranhasi, nokuti ari muuranda+ nevana vake.

  • VaHebheru 2:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 uye kuti asunungure+ vose vaya vakanga vari muuranda kwoupenyu hwavo hwose+ nokuda kwokutya rufu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe