Ezra 2:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 VaNetinimu+ vose nevanakomana vevashandi vaSoromoni vaiva mazana matatu nemakumi mapfumbamwe nevaviri.+ Nehemiya 11:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 VaNetinimu+ vaigara muOferi;+ uye Ziha naGishpa vaitarisira vaNetinimu. Esteri 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mumatunhu ose akasiyana-siyana nomumaguta ose akasiyana-siyana kwose kwaisvika shoko ramambo nomutemo wake kwaiva nokufara nokupembera nomufaro kuvaJudha, mabiko+ nezuva rakanaka; uye marudzi mazhinji+ enyika yacho aizviti vaJudha,+ nokuti akanga ava kutya+ vaJudha. Isaya 56:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Vokune imwe nyika vakauya kuna Jehovha kuti vamushumire+ uye kuti vade zita raJehovha,+ kuti vave vashumiri vake, vose vaya vari kuchengeta sabata kuti varege kurisvibisa uye vari kubatisisa sungano yangu,+ Isaya 60:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Marudzi achaenda kuchiedza chako,+ uye madzimambo+ kukupenya kwokuvhenekera kwako.+ Zekariya 8:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Marudzi mazhinji nemarudzi ane simba achauya kuzotsvaka Jehovha wemauto muJerusarema+ uye kuzoita kuti anzwirwe nyasha naJehovha.’ Zekariya 8:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Mumazuva iwayo varume gumi vanobva mumitauro yose yemarudzi+ vachabata,+ chokwadi vachabata kumupendero wenguo yomuJudha,+ vachiti: “Tichaenda nemi,+ nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”’”+
58 VaNetinimu+ vose nevanakomana vevashandi vaSoromoni vaiva mazana matatu nemakumi mapfumbamwe nevaviri.+
17 Mumatunhu ose akasiyana-siyana nomumaguta ose akasiyana-siyana kwose kwaisvika shoko ramambo nomutemo wake kwaiva nokufara nokupembera nomufaro kuvaJudha, mabiko+ nezuva rakanaka; uye marudzi mazhinji+ enyika yacho aizviti vaJudha,+ nokuti akanga ava kutya+ vaJudha.
6 “Vokune imwe nyika vakauya kuna Jehovha kuti vamushumire+ uye kuti vade zita raJehovha,+ kuti vave vashumiri vake, vose vaya vari kuchengeta sabata kuti varege kurisvibisa uye vari kubatisisa sungano yangu,+
22 Marudzi mazhinji nemarudzi ane simba achauya kuzotsvaka Jehovha wemauto muJerusarema+ uye kuzoita kuti anzwirwe nyasha naJehovha.’
23 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Mumazuva iwayo varume gumi vanobva mumitauro yose yemarudzi+ vachabata,+ chokwadi vachabata kumupendero wenguo yomuJudha,+ vachiti: “Tichaenda nemi,+ nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”’”+