1 Madzimambo 8:66 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Pazuva rechisere akarega vanhu vachienda;+ uye vakakomborera mambo vakaenda kumisha yavo, vachifara+ uye vaine mwoyo yaifarira+ zvakanaka zvose+ izvo Jehovha akanga aitira mushumiri wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri. Pisarema 31:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kunaka kwenyu kwakakura sei,+ kwamakachengetera vaya vanokutyai!+Kwamakaitira vaya vanopotera kwamuri,Pamberi pevanakomana vevanhu.+
66 Pazuva rechisere akarega vanhu vachienda;+ uye vakakomborera mambo vakaenda kumisha yavo, vachifara+ uye vaine mwoyo yaifarira+ zvakanaka zvose+ izvo Jehovha akanga aitira mushumiri wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri.
19 Kunaka kwenyu kwakakura sei,+ kwamakachengetera vaya vanokutyai!+Kwamakaitira vaya vanopotera kwamuri,Pamberi pevanakomana vevanhu.+