Dheuteronomi 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Yeuka: Usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabuda munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, makapandukira Jehovha.+
7 “Yeuka: Usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabuda munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, makapandukira Jehovha.+