Numeri 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Ndichaburuka,+ ndotaura newe ipapo;+ ndichatora mumwe mudzimu+ uri pauri ndouisa pavari, uye vachakubatsira pakutakura mutoro wevanhu vacho kuti urege kuutakura uri woga.+ Hagai 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 ‘Yeukai chinhu chandakaita sungano nezvacho nemi pamakabuda muIjipiti,+ mudzimu wangu+ pawakanga wakamira pakati penyu. Musatya.’”+ Zekariya 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo yakapindura, ikati kwandiri: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha kuna Zerubhabheri, achiti, ‘“Hazviitwi nehondo,+ kana nesimba,+ asi nomudzimu wangu,”+ Jehovha wemauto adaro.
17 Ndichaburuka,+ ndotaura newe ipapo;+ ndichatora mumwe mudzimu+ uri pauri ndouisa pavari, uye vachakubatsira pakutakura mutoro wevanhu vacho kuti urege kuutakura uri woga.+
5 ‘Yeukai chinhu chandakaita sungano nezvacho nemi pamakabuda muIjipiti,+ mudzimu wangu+ pawakanga wakamira pakati penyu. Musatya.’”+
6 Naizvozvo yakapindura, ikati kwandiri: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha kuna Zerubhabheri, achiti, ‘“Hazviitwi nehondo,+ kana nesimba,+ asi nomudzimu wangu,”+ Jehovha wemauto adaro.