11 Vamwe varume vakuru makumi manomwe+ veimba yaIsraeri, pamwe chete naJaazaniya mwanakomana waShafani+ akanga akamira pakati pavo, vakanga vakamira pamberi payo, mumwe nomumwe aine mudziyo wake wokupisira zvinonhuhwirira muruoko rwake, uye kunhuhwirira kwegore rerusenzi kwakanga kuchikwira.+