RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 21:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Uye akati kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera,’+ asi imi muri kuiita bako remakororo.”+

  • Mako 11:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 asi akaramba achidzidzisa achiti: “Hazvina here kunyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera+ yemarudzi ose’?+ Asi imi maiita bako remakororo.”+

  • Ruka 19:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yokunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe