RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 20:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Ndakavapinza munyika+ yandakanga ndasimudzira ruoko rwangu ndichipika kuti ndichavapa.+ Pavakaona zvikomo zvose zvakakwirira+ nemiti yose yaiva nemapazi mazhinji, vakabva vatanga kubayira zvibayiro+ zvavo ipapo nokupa zvinopiwa zvavo zvinotsamwisa ipapo, nokupa kunhuhwirira kwavo kwakanaka+ ipapo nokudurura zvinopiwa zvinonwiwa+ zvavo ipapo.

  • Hosiya 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vanobayira zvibayiro vari pamusoro pemakomo,+ uye vanokwidza utsi hwezvibayiro vari pamusoro pezvikomo,+ pasi pomuti muhombe nomuti unonzi mustorakisi nomuti mukuru, nokuti mumvuri wawo wakanaka.+ Ndokusaka vanasikana venyu vachiita ufeve uye varoora venyu vachiita upombwe.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe