RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 1:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Nokuti vachanyara pamusoro pemiti mikuru yamaida,+ uye muchatsverudzwa nokuda kweminda yamakasarudza.+

  • Isaya 57:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 vaya vari kumutsa kuchiva pakati pemiti mikuru,+ pasi pemiti yose yakasvibirira,+ vachiurayira vana mumipata ine hova pasi pemikaha yemabwe?+

  • Jeremiya 2:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 “‘Nokuti kare kare ndakatyora-tyora joko rako;+ ndakadambura zvisungo zvako. Asi iwe wakati: “Handisi kuzoshumira,” nokuti wairara wakazvambarara+ pazvikomo zvose zvakakwirira nepasi pemiti yose yakasvibirira,+ uchiita upfambi.+

  • Ezekieri 20:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Ndakavapinza munyika+ yandakanga ndasimudzira ruoko rwangu ndichipika kuti ndichavapa.+ Pavakaona zvikomo zvose zvakakwirira+ nemiti yose yaiva nemapazi mazhinji, vakabva vatanga kubayira zvibayiro+ zvavo ipapo nokupa zvinopiwa zvavo zvinotsamwisa ipapo, nokupa kunhuhwirira kwavo kwakanaka+ ipapo nokudurura zvinopiwa zvinonwiwa+ zvavo ipapo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe