RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 25:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Vakabva vabata mambo,+ vakaenda naye kwaiva namambo weBhabhironi kuRibra,+ kuti vanomutonga.

  • Jeremiya 32:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zedhekiya, mambo waJudha, haazopukunyuki paruoko rwevaKadheya, nokuti chokwadi achaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi, uye muromo wake uchataura nomuromo waiyeye, nemaziso ake achaona maziso aiyeye”’;+

  • Ezekieri 12:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndichatambanudza mambure angu okuvhimisa pamusoro paro, richabatwa nemambure angu okuvhimisa;+ uye ndichaenda naro kuBhabhironi, kunyika yevaKadheya,+ asi harizoioni; uye iro richafira ikoko.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe