2 Madzimambo 19:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino Mambo Hezekiya+ paakangozvinzwa, akabva abvarura nguo dzake,+ akapfeka masaga,+ akapinda mumba maJehovha.+ Isaya 36:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi Eriyakimu+ mwanakomana waHirikiya, aitarisira imba,+ naShebna+ munyori naJoa+ mwanakomana waAsafi munyori wezvaiitika, vakasvika kuna Hezekiya nguo dzavo dzakabvaruka,+ vakamuudza mashoko aRabhisheki.+ Mateu 26:65 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 65 Mupristi mukuru akabva abvarura nguo dzake dzokunze, achiti: “Amhura!+ Tichadireizve zvapupu?+ Onai! Zvino manzwa kumhura kwacho.+
19 Zvino Mambo Hezekiya+ paakangozvinzwa, akabva abvarura nguo dzake,+ akapfeka masaga,+ akapinda mumba maJehovha.+
22 Asi Eriyakimu+ mwanakomana waHirikiya, aitarisira imba,+ naShebna+ munyori naJoa+ mwanakomana waAsafi munyori wezvaiitika, vakasvika kuna Hezekiya nguo dzavo dzakabvaruka,+ vakamuudza mashoko aRabhisheki.+
65 Mupristi mukuru akabva abvarura nguo dzake dzokunze, achiti: “Amhura!+ Tichadireizve zvapupu?+ Onai! Zvino manzwa kumhura kwacho.+