2 Madzimambo 23:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Farao Neko+ akamusunga+ kuRibra+ munyika yeHamati, kuti arege kutonga muJerusarema, akabva aripisa+ nyika yacho matarenda esirivha+ zana netarenda rendarama+ rimwe chete. 2 Madzimambo 25:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vakabva vabata mambo,+ vakaenda naye kwaiva namambo weBhabhironi kuRibra,+ kuti vanomutonga. 2 Madzimambo 25:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Mambo weBhabhironi akabva avabaya,+ akavaurayira kuRibra munyika yeHamati.+ Nokudaro vaJudha vakatapwa vachibva panyika yavo.+ Jeremiya 52:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Naizvozvo Nebhuzaradhani+ mukuru wevarindi akatora ivava akaenda navo kwaiva namambo weBhabhironi kuRibra.+
33 Farao Neko+ akamusunga+ kuRibra+ munyika yeHamati, kuti arege kutonga muJerusarema, akabva aripisa+ nyika yacho matarenda esirivha+ zana netarenda rendarama+ rimwe chete.
21 Mambo weBhabhironi akabva avabaya,+ akavaurayira kuRibra munyika yeHamati.+ Nokudaro vaJudha vakatapwa vachibva panyika yavo.+
26 Naizvozvo Nebhuzaradhani+ mukuru wevarindi akatora ivava akaenda navo kwaiva namambo weBhabhironi kuRibra.+