Isaya 21:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakaratidzwa chiratidzo chinorwadza:+ Mutengesi anonyengera ari kunyengera, uye mupambi ari kupamba.+ Kwira, haiwa iwe Eramu! Komba, haiwa iwe Medhiya!+ Ndagumisa kugomera kwose kunokonzerwa naye.+ Jeremiya 51:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 “Matenga nenyika nezvose zviri mazviri zvichashevedzera nomufaro pamusoro peBhabhironi,+ nokuti vapambi vachauya kwariri vachibva kuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. Dhanieri 5:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “PERESI, umambo hwenyu hwakamurwa hukapiwa vaMedhiya nevaPezhiya.”+
2 Ndakaratidzwa chiratidzo chinorwadza:+ Mutengesi anonyengera ari kunyengera, uye mupambi ari kupamba.+ Kwira, haiwa iwe Eramu! Komba, haiwa iwe Medhiya!+ Ndagumisa kugomera kwose kunokonzerwa naye.+
48 “Matenga nenyika nezvose zviri mazviri zvichashevedzera nomufaro pamusoro peBhabhironi,+ nokuti vapambi vachauya kwariri vachibva kuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.