4 Iniwo, ndichasarudza nzira dzokuvaitira nadzo zvakaipa;+ uye ndichavaunzira zvinhu zvinovatyisa;+ nokuti ndakashevedza, asi hakuna akapindura; ndakataura, asi hakuna akateerera;+ uye vakaramba vachiita zvakaipa pamberi pangu, uye vakasarudza chinhu chandisina kufarira.”+