-
Isaya 50:2Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
2 Nei, kwakanga kusina munhu pandakapinda?+ Kwakanga kusina munhu aipindura pandakashevedza?+ Chokwadi ruoko rwangu rwapfupika zvokuti harugoni kudzikinura,+ kana kuti handina simba rokununura here? Tarirai! Ndinoomesa gungwa+ nokutuka+ kwangu; nzizi ndinodziita renje.+ Hove dzadzo dzinonhuhwa nokuda kwokushaya mvura, uye dzinofa nenyota.+
-