RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 27:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “‘Ngaatukwe munhu anogadzira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti mufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa,+ chinhu chinosemesa Jehovha,+ basa remaoko omunhu anogadzira zvinhu zvematanda nezvesimbi,+ ozvivanza.’ (Vanhu vose vanofanira kupindura vachiti, ‘Ameni!’)+

  • Jeremiya 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 ndichaitirawo imba yanga ichishevedzwa nezita rangu,+ yamuri kuvimba nayo,+ nenzvimbo yandakakupai imi nemadzitateguru enyu, sezvandakaitira Shiro.+

  • Mariro 1:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ziyoni ratambanudza maoko aro.+ Harina munyaradzi.+

      Jehovha akapa murayiro pamusoro paJakobho kune vose vakamupoteredza, kuti vave mhandu dzake.+

      Jerusarema rava chinhu chinosemesa pakati padzo.+

  • Hosiya 9:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Ndakawana Israeri akaita semazambiringa ari murenje.+ Ndakaona madzitateguru enyu+ akaita seonde rokutangatanga riri pamuonde panguva yawo yokutanga kubereka. Ivo vakapinda maiva naBhaari wePeori,+ vakazvitsaurira kuchinhu chinonyadzisa,+ uye vakava vanonyangadza sechinhu chavaida.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe