Jeremiya 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Asi iwe, sunga muhudyu mako,+ usimuke, utaure navo zvose zvandinokurayira. Usavhundutswa navo,+ kuti ndirege kukuvhundutsa pamberi pavo. Ezekieri 3:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Pandinotaura newe ndichavhura muromo wako, uye iwe uti kwavari,+ ‘Izvi ndizvo zvataurwa naChangamire Ishe Jehovha.’ Munhu anonzwa ngaanzwe,+ uye anoramba ngaarambe, nokuti ivo iimba inopandukira.+
17 “Asi iwe, sunga muhudyu mako,+ usimuke, utaure navo zvose zvandinokurayira. Usavhundutswa navo,+ kuti ndirege kukuvhundutsa pamberi pavo.
27 Pandinotaura newe ndichavhura muromo wako, uye iwe uti kwavari,+ ‘Izvi ndizvo zvataurwa naChangamire Ishe Jehovha.’ Munhu anonzwa ngaanzwe,+ uye anoramba ngaarambe, nokuti ivo iimba inopandukira.+