1 Samueri 17:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Dhavhidhi akabva awedzera kuti: “Jehovha, akandinunura patsoka dzeshumba nepatsoka dzebheya, ndiye achandinunura paruoko rwomuFiristiya uyu.”+ Sauro akati kuna Dhavhidhi: “Enda, uye Jehovha ngaave newe.”+ 2 Timoti 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 asi Ishe akamira pedyo neni+ akandipa simba,+ kuti kuparidza kuitwe zvizere uye marudzi ose akunzwe achishandisa ini;+ uye ndakanunurwa pamuromo weshumba.+ VaHebheru 11:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 avo vakakunda umambo pakurwa nokutenda,+ vakaita kuti pave nokururama,+ vakawana zvipikirwa,+ vakadzivisa miromo yeshumba,+
37 Dhavhidhi akabva awedzera kuti: “Jehovha, akandinunura patsoka dzeshumba nepatsoka dzebheya, ndiye achandinunura paruoko rwomuFiristiya uyu.”+ Sauro akati kuna Dhavhidhi: “Enda, uye Jehovha ngaave newe.”+
17 asi Ishe akamira pedyo neni+ akandipa simba,+ kuti kuparidza kuitwe zvizere uye marudzi ose akunzwe achishandisa ini;+ uye ndakanunurwa pamuromo weshumba.+
33 avo vakakunda umambo pakurwa nokutenda,+ vakaita kuti pave nokururama,+ vakawana zvipikirwa,+ vakadzivisa miromo yeshumba,+