RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 6:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Ndakakumutsirai varindi+ vaiti, ‘Teererai kurira kwehwamanda!’”+ Asi ivo vakaramba vachiti: “Hatisi kuzoteerera.”+

  • Jeremiya 31:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti kune zuva iro varindi vari munzvimbo ine makomo yaEfremu vachashevedzera kuti, ‘Haiwa imi vanhu, simukai, ngatikwirei kuZiyoni, kuna Jehovha Mwari wedu.’”+

  • Ezekieri 33:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Zvino iwe, haiwa mwanakomana womunhu, ndakakugadza kuti uve murindi weimba yaIsraeri,+ unofanira kunzwa shoko rinobva mumuromo mangu, wovapa nyevero inobva kwandiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe