2 Madzimambo 17:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vakaramba vachisiya mitemo+ yose yaJehovha Mwari wavo, vakazvigadzirira mifananidzo yakagadzirwa nesimbi yakanyungudutswa,+ mhuru mbiri,+ uye vakagadzira danda dzvene,+ vakatanga kukotamira uto rose rokumatenga,+ vakashumira Bhaari;+ Hosiya 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Ivo zvavakanyanya kuvashevedza,+ ivo vakanyanyawo kubva pamberi pavo.+ Vakabayira+ zvibayiro kumifananidzo yaBhaari, uye vakakwidzira mifananidzo yakavezwa utsi hwezvibayiro.+
16 Vakaramba vachisiya mitemo+ yose yaJehovha Mwari wavo, vakazvigadzirira mifananidzo yakagadzirwa nesimbi yakanyungudutswa,+ mhuru mbiri,+ uye vakagadzira danda dzvene,+ vakatanga kukotamira uto rose rokumatenga,+ vakashumira Bhaari;+
2 “Ivo zvavakanyanya kuvashevedza,+ ivo vakanyanyawo kubva pamberi pavo.+ Vakabayira+ zvibayiro kumifananidzo yaBhaari, uye vakakwidzira mifananidzo yakavezwa utsi hwezvibayiro.+