RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 6:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Ini ndatema murayiro+ wokuti, munzvimbo yose inotongwa noumambo hwangu, vanhu vabvunde uye vatye Mwari waDhanieri.+ Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingagumi,+ umambo hwake+ hahuzoparadzwi,+ uye kutonga kwake kuripo nokusingaperi.+

  • Mabasa 5:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Naizvozvo kutya kukuru kwakabata ungano yose nevaya vose vakanzwa pamusoro pezvinhu izvi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe