2 Samueri 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo mambo nevarume vake vakaenda kuJerusarema kunorwa nevaJebhusi+ vaigara munyika yacho, vakati kuna Dhavhidhi: “Hausi kuzopinda muno, asi mapofu nevakaremara vachakudzinga,”+ vachifunga kuti: “Dhavhidhi haasi kuzopinda muno.” 1 Madzimambo 9:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi vanhu vose vakasara pavaAmori,+ vaHiti,+ vaPerizi,+ vaHivhi+ nevaJebhusi,+ vakanga vasiri vanakomana vaIsraeri,+ 1 Makoronike 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Gare gare Dhavhidhi nevaIsraeri vose vakaenda kuJerusarema,+ kureva kuJebhusi,+ kunyika yaigara vaJebhusi.+ 1 Makoronike 21:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Panguva iyoyo, Dhavhidhi paakaona kuti Jehovha akanga amupindura ari paburiro raOrinani muJebhusi, akaramba achibayira zvibayiro ipapo.+
6 Naizvozvo mambo nevarume vake vakaenda kuJerusarema kunorwa nevaJebhusi+ vaigara munyika yacho, vakati kuna Dhavhidhi: “Hausi kuzopinda muno, asi mapofu nevakaremara vachakudzinga,”+ vachifunga kuti: “Dhavhidhi haasi kuzopinda muno.”
20 Asi vanhu vose vakasara pavaAmori,+ vaHiti,+ vaPerizi,+ vaHivhi+ nevaJebhusi,+ vakanga vasiri vanakomana vaIsraeri,+
4 Gare gare Dhavhidhi nevaIsraeri vose vakaenda kuJerusarema,+ kureva kuJebhusi,+ kunyika yaigara vaJebhusi.+
28 Panguva iyoyo, Dhavhidhi paakaona kuti Jehovha akanga amupindura ari paburiro raOrinani muJebhusi, akaramba achibayira zvibayiro ipapo.+