Jeremiya 30:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Muchava vanhu vangu,+ neni ndichava Mwari wenyu.”+ VaRoma 9:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvakaita sokutaurawo kwaanoita mubhuku raHosiya, kuti: “Vaya vasiri vanhu vangu+ ndichavadana kuti ‘vanhu vangu,’ uye iye akanga asingadiwi ndichamudana kuti ‘anodiwa’;+
25 Zvakaita sokutaurawo kwaanoita mubhuku raHosiya, kuti: “Vaya vasiri vanhu vangu+ ndichavadana kuti ‘vanhu vangu,’ uye iye akanga asingadiwi ndichamudana kuti ‘anodiwa’;+