Mateu 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+ VaRoma 2:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 uye unotenda kuti uri mutungamiriri wemapofu,+ chiedza chevaya vari murima,+
14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+