Isaya 42:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 kuti usvinudze maziso akapofumara,+ kuti ubudise musungwa mujeri repasi,+ ubudise vaya vagere murima muimba yevasungwa.+ Mateu 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+ Mateu 23:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Mune nhamo imi, vatungamiriri mapofu,+ vanoti, ‘Kana munhu akapika netemberi, hazvina basa; asi kana munhu akapika nendarama yetemberi, anosungirwa kuti azviite.’+
7 kuti usvinudze maziso akapofumara,+ kuti ubudise musungwa mujeri repasi,+ ubudise vaya vagere murima muimba yevasungwa.+
14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+
16 “Mune nhamo imi, vatungamiriri mapofu,+ vanoti, ‘Kana munhu akapika netemberi, hazvina basa; asi kana munhu akapika nendarama yetemberi, anosungirwa kuti azviite.’+