Dheuteronomi 27:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino kana mayambuka Jodhani, mumise matombo aya, sezvandiri kukurayirai nhasi, muGomo reEbhari,+ uye muadzurure nesuko.+ Ruka 11:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Mune nhamo imi, nokuti makafanana nemakuva aya asiri pachena, zvokuti vanhu vanofamba pamusoro pawo vasingazvizivi!”+ Mabasa 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Pauro akabva ati kwaari: “Mwari achakurova, iwe madziro akadzururwa nevhu jena.+ Unogara pasi kuti unditonge maererano noMutemo+ asi, uchidarika Mutemo+ wacho, unorayira kuti ndirohwe here?”
4 Zvino kana mayambuka Jodhani, mumise matombo aya, sezvandiri kukurayirai nhasi, muGomo reEbhari,+ uye muadzurure nesuko.+
44 Mune nhamo imi, nokuti makafanana nemakuva aya asiri pachena, zvokuti vanhu vanofamba pamusoro pawo vasingazvizivi!”+
3 Pauro akabva ati kwaari: “Mwari achakurova, iwe madziro akadzururwa nevhu jena.+ Unogara pasi kuti unditonge maererano noMutemo+ asi, uchidarika Mutemo+ wacho, unorayira kuti ndirohwe here?”