2 Makoronike 24:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vakazomumukira,+ vakamutema nematombo+ varayirwa namambo muchivanze cheimba yaJehovha. Johani 8:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Naizvozvo vakanhonga matombo kuti vamuteme nawo;+ asi Jesu akavanda, akabuda mutemberi. 1 VaTesaronika 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 vaya vakauraya kunyange Ishe Jesu+ nevaprofita+ uye vakatitambudza.+ Uyezve, havasi kufadza Mwari, asi vanorwisana nezvinodiwa nevanhu vose,
15 vaya vakauraya kunyange Ishe Jesu+ nevaprofita+ uye vakatitambudza.+ Uyezve, havasi kufadza Mwari, asi vanorwisana nezvinodiwa nevanhu vose,