Dhanieri 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+ Mateu 26:64 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 64 Jesu akati+ kwaari: “Iwe ndiwe wazvitaura.+ Asi ndinoti kwamuri, Kubvira zvino+ muchaona Mwanakomana womunhu+ agere kuruoko rworudyi+ rwesimba achiuya ari pamusoro pemakore okudenga.”+ Mako 13:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Panguva iyoyo vachaona Mwanakomana womunhu+ achiuya ari mumakore nesimba guru nokubwinya.+
14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+
64 Jesu akati+ kwaari: “Iwe ndiwe wazvitaura.+ Asi ndinoti kwamuri, Kubvira zvino+ muchaona Mwanakomana womunhu+ agere kuruoko rworudyi+ rwesimba achiuya ari pamusoro pemakore okudenga.”+